Ruka 10:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Asi iye akanga achida kuzviruramisa, saka akabvunza Jesu akati, “Muvakidzani wangu ndianiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Asi iye, aciɗa kuɀiruramisa, akati kunaJesu: Wokwaŋgu ndianiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Asi iye, achida kuzviruramisa, akati kuna Jesu, “Wokwangu ndianiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Nokuda kuzviita munhu kwaye akati kuna Jesu, “Mumwe wangu ndiani?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Nokuda kuzviita munhu kwaye akati kuna Jesu, “Mumwe wangu ndiani?” Viz kapitola |