Ruka 10:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Mumwe musi mududziri womurayiro akasimuka kuti aedze Jesu. Akati, “Mudzidzisi ndinofanira kuiteiko kuti ndiwane nhaka youpenyu husingaperi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino mumŋe muɗudziri womurairo wakasimuka, akamuidza, aciti: Mudzidzisi, ndiŋgaiteiko kuti ndigare nhaka yoʋupenyu bgusiŋgaperi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino mumwe mududziri womurayiro akasimuka, akamuedza, achiti, “Mudzidzisi, ndingaiteiko kuti ndigare nhaka yohupenyu husingaperi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Heyo nyanzvi yomutemo yakasimuka kuti imuedze ichiti, “Mudzidzisi ndingaiteiko kuti ndiwane nhaka youpenyu husingaperi.” Jesu akati kwaari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Heyo nyanzvi yomutemo yakasimuka kuti imuedze ichiti, “Mudzidzisi ndingaiteiko kuti ndiwane nhaka youpenyu husingaperi.” Jesu akati kwaari, Viz kapitola |