Ruka 10:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Ipapo akatendeukira kuvadzidzi vake vari voga akati, “Akaropafadzwa meso anoona zvamuoona, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ipapo akatendeʋukira kuʋadzidzi ʋake, akati kwaʋari, ʋari ʋoga: Meso, anoʋona ɀamunoʋona, akaropafadzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Ipapo akatendeukira kuvadzidzi vake, akati kwavari, vari voga, “Meso, anoona zvamunoona, akaropafadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akazotendeukira kuvadzidzi akavataurira zvepachavo achiti, “Akakomborerwa zvawo maziso anoona zvamuri kuona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Akazotendeukira kuvadzidzi akavataurira zvepachavo achiti, “Akakomborerwa zvawo maziso anoona zvamuri kuona. Viz kapitola |