Ruka 10:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ndakupai simba rokuti mutsike pamusoro penyoka nezvinyavada uye kuti mukunde simba rose romuvengi; hakuna chichakukuvadzai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Tarirai, ndakakupai simba rokutsika pamsoro penyoka neɀinyaʋaɗa, napamsoro pesimba rose romuʋeŋgi; hakunecinhu ciŋgatoŋgokukuʋadzai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 “Tarirai, ndakakupai simba rokutsika pamusoro penyoka nezvinyavada, napamusoro pesimba rose romuvengi; hakuna chinhu chingatongokukuvadzai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 nokukunda simba rose romuvengi uye hapana chichakukuvadzai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 nokukunda simba rose romuvengi uye hapana chichakukuvadzai. Viz kapitola |