Ruka 1:80 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi80 Uye mwana akakura akava nesimba mumweya; uye akagara mugwenga kusvikira azoonekwa pachena kuvaIsraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)80 Mŋana akakura, akasimba mumŋeya, akagara mumarenje, kuȿikira zuʋa rokuratidzwa kwake kuʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200280 Mwana akakura, akasimba mumweya, akagara mumarenje, kusvikira zuva rokuratidzwa kwake kuvaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika80 Mwana akazokura akasimba mumweya. Aigara murenje kusvikira zuva raakazviratidza kuvaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona80 Mwana akazokura akasimba mumweya. Aigara murenje kusvikira zuva raakazviratidza kuvaIsiraeri. Viz kapitola |