Ruka 1:74 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi74 kutinunura kubva muruoko rwavavengi vedu, uye kutigonesa kuti timushumire tisingatyi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)74 Kutipa simba isu, tasunuŋgurwa mumaʋoko aʋaʋeŋgi ʋeɗu, Kuti timushumire tisiŋgatyi, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200274 Kutipa simba isu, tasunungurwa mumaoko avavengi vedu, Kuti timushumire tisingatyi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika74 chokuti kana tanunurwa mumaoko emhandu dzedu, timushandire tisingatyi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona74 chokuti kana tanunurwa mumaoko emhandu dzedu, timushandire tisingatyi, Viz kapitola |