Ruka 1:68 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi68 “Ishe, Mwari waIsraeri ngaakudzwe, nokuti akauya akadzikinura vanhu vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)68 Ishe, Mŋari waʋaIsraeri, ŋgaakudzwe; Nokuti wakamutsa ʋanhu ʋake, nokuʋadzikinura, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200268 “Ishe, Mwari wavaIsiraeri, ngaakudzwe; Nokuti aakamutsa vanhu vake, nokuvadzikinura, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika68 “Ngaarumbidzwe Tenzi Mwari wavaIsiraeri, nokuti akashanyira vanhu vake, akavanunura; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona68 “Ngaarumbidzwe Tenzi Mwari wavaIsiraeri, nokuti akashanyira vanhu vake, akavanunura; Viz kapitola |