Ruka 1:64 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi64 Pakarepo muromo wake wakazarurwa uye rurimi rwake rukasunungurwa, akatanga kutaura, achirumbidza Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)64 Kamŋe‐kamŋe muromo wake ukashamiswa, norurimi rwake rukasunuŋguka, akataura, akarumbidza Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200264 Kamwe-kamwe muromo wake ukashamiswa, norurimi rwake rukasununguka, akataura, akarumbidza Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika64 Pakarepo muromo Zakariya wakabva wazaruka, rurimi rwake rukabva rwasununguka, ndokubva avakutotaura achirumbidza Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona64 Pakarepo muromo Zakariya wakabva wazaruka, rurimi rwake rukabva rwasununguka, ndokubva avakutotaura achirumbidza Mwari. Viz kapitola |