Ruka 1:60 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi60 asi mai vake vakati, “Kwete! Anofanira kunzi Johani.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)60 Ipapo mai ʋakapindura, ʋakati: Kwete, ucatumidzwa Johane. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200260 Ipapo mai vakapindura, vakati, “Kwete, achatumidzwa Johani.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika60 asi amai vake vakati, “Kwete, ngaanzi Johani.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona60 asi amai vake vakati, “Kwete, ngaanzi Johani.” Viz kapitola |