Online Bible

- Reklamy -




Ruka 1:59 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

59 Pazuva rorusere vakauya kuzodzingisa mwana, uye vakanga vachizomutumidza zita rababa vake Zekaria,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

59 Ɀino nezuʋa rorusere ʋakaʋuya kuzodziŋgisa mŋana, ʋakaɗa kumutumidza zita raɓaɓa ʋake, Zakaria.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

59 Zvino nezuva rorusere vakauya kuzodzingisa mwana, vakada kumutumidza zita rababa vake, Zekariya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

59 Nezuva rorusere vakauya kuzodzingisa mwana. Vakanga vachida kumutumidza zita rababa vake rokuti Zakariya,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

59 Nezuva rorusere vakauya kuzodzingisa mwana. Vakanga vachida kumutumidza zita rababa vake rokuti Zakariya,

Viz kapitola kopírovat




Ruka 1:59

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy