Ruka 1:40 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 uko kwaakasvikopinda mumba maZekaria akakwazisa Erizabheti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 akapinda mumba maZakaria, akakwazisa Erisabete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 akapinda mumba maZekariya, akakwazisa Erizabheti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Akapinda mumba maZakariya, akakwazisa Erizabheti. Erizabheti, paakanzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akabva akwakuka mudumbu make. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Akapinda mumba maZakariya, akakwazisa Erizabheti. Erizabheti, paakanzwa kukwazisa kwaMaria, mwana akabva akwakuka mudumbu make. Viz kapitola |