Ruka 1:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Maria akabvunza mutumwa akati, “Ko, izvi zvichaitika seiko sezvo ini ndiri mhandara?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ipapo Maria akati kumutumŋa: Iɀoɀi ɀiŋgaʋa seiko, ɀandisiŋgaziʋi murume? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Ipapo Maria akati kumutumwa, “Izvozvi zvingava seiko, zvandisingazivi murume?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Maria akati kumutumwa, “Izvi zvichazoitika sei zvandisingazivani nomurume?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Maria akati kumutumwa, “Izvi zvichazoitika sei zvandisingazivani nomurume?” Viz kapitola |