Online Bible

- Reklamy -




Ruka 1:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Maria akatambudzika zvikuru namashoko ake uye akashamiswa kuti kukwazisa kwakadai ndekworudzii.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Iye akavunduswa kwaɀo neshoko iro, akafuŋga kuti kukwazisa kwakaɗaro ndokweiko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Iye akavhunduswa kwazvo neshoko iro, akafunga kuti kukwazisa kwakadaro ndokweiko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Zvakamukangaidza zvikuru kunzwa zvakadai, akashamiswa nazvo kuti kwaziso iyi inoreveyi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Zvakamukangaidza zvikuru kunzwa zvakadai, akashamiswa nazvo kuti kwaziso iyi inoreveyi.

Viz kapitola kopírovat




Ruka 1:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy