Ruka 1:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Shure kwaizvozvo, mukadzi wake Erizabheti akava nemimba uye akazvivanza kwemwedzi mishanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Mazuʋa iwayo akati apfuʋura, Erisabete mukadzi wake akatora mimba, akaɀiʋanza mŋedzi mishanu, aciti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Mazuva iwayo akati apfuura, Erizabheti mukadzi wake akava napamuviri, akazvivanza mwedzi mishanu, achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Shure kwaizvozvi, mudzimai wake Erizabheti akava napamuviri akazvivanza kwemwedzi mishanu, achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Shure kwaizvozvi, mudzimai wake Erizabheti akava napamuviri akazvivanza kwemwedzi mishanu, achiti, Viz kapitola |