Ruka 1:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 nokuti achava mukuru pamberi paShe. Haafaniri kutongonwa waini kana zvinonwiwa zvose zvakaviriswa, uye achazadzwa noMweya Mutsvene kunyange kubva pakuberekwa kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuti iye ucaʋa mukuru pamberi paShe; haaŋgatoŋgonwi waini neɀinoɓata; ucazadzwa noMŋeya Mutȿene kubva paɗumbu ramai ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Nokuti iye achava mukuru pamberi paIshe; haangatongonwi waini nezvinodhaka; achazadzwa noMweya Mutsvene kubva mudumbu ramai vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 nokuti achava mukuru pamberi paTenzi; haachazonwi waini kana doro rinodhaka, achazadzwa naMweya Mutsvene kubvira achiri munhumbu maamai vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 nokuti achava mukuru pamberi paTenzi; haachazonwi waini kana doro rinodhaka, achazadzwa naMweya Mutsvene kubvira achiri munhumbu maamai vake. Viz kapitola |