Online Bible

- Reklamy -




Obadia 1:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Hamufaniri kumira pamharadzano dzenzira, kuti muuraye vanotiza vavo, kana kuisa vakasara vavo kuvavengi vavo, pazuva rokutambudzika kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Regai kumira pamharadzano, kuti muparadze ʋanhu ʋaʋo ʋanopukunyuka; regai kuisa kuʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋanhu ʋaʋo ʋakasara nezuʋa rokumanikidzwa kwaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Regai kumira pamharadzano, kuti muparadze vanhu vavo vanopukunyuka; regai kuisa kuvavengi vavo vanhu vavo vakasara nezuva rokumanikidzwa kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Mungadai musina kundomirira pamharadzano muchipfuudza vainge votiza. Hamaifanira kudzosera kwakare vainge vapunyuka pamusi wenhamo yavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Mungadai musina kundomirira pamharadzano muchipfuudza vainge votiza. Hamaifanira kudzosera kwakare vainge vapunyuka pamusi wenhamo yavo.

Viz kapitola kopírovat




Obadia 1:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy