Obadia 1:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zuva iro rawakamira kure, vatorwa pavakatakura pfuma yake vakaenda nayo, uye vabvakure vakapinda mumasuo ake, vakakanda mijenya pamusoro peJerusarema, iwe wakaita somumwe wavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nezuʋa ramakaŋga mumire’po makatarisana naʋo, nezuʋa raʋakatorerwa fuma yaʋo naʋatorwa, ʋasi ʋenyika iyo ʋacipinda masuʋo aʋo, ʋacikanda mijenya pamsoro peJerusarema, nemi ʋo makaŋga makaita somumŋe waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nezuva ramakanga mumirepo makatarisana navo, nezuva ravakatorera pfuma yavo navatorwa, vasi venyika iyo vachipinda masuo avo, vachikanda mijenya pamusoro peJerusaremu, nemiwo makanga makaita somumwe wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pamusi uya wamakamirira kure vatorwa vachipamba upfumi hwevokwaJakobho, vatorwa vacho vachitopinda mumaguta avo, vachiitira Jerusaremu chin'ange imi maitoita somumwe wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pamusi uya wamakamirira kure vatorwa vachipamba upfumi hwevokwaJakobho, vatorwa vacho vachitopinda mumaguta avo, vachiitira Jerusaremu chin'ange imi maitoita somumwe wavo. Viz kapitola |