Obadia 1:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvakaratidzwa Obhadhia. Zvanzi naIshe Jehovha pamusoro peEdhomu: Takanzwa shoko rakabva kuna Jehovha richiti: Nhume yakatumwa kundudzi kuti indotaura ichiti, “Simukai, tiende tindorwa hondo naye.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀakaʋonekwa naObadia. Ɀanzi naShe Jehova pamsoro paEdomi: Takanzwa mashoko akabva kunaJehova, nhume yatumŋa pakati pamarudzi, iciti: Simukai, ŋgatiʋamukire kuzorwa naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvakaonekwa naObhadhiya. Zvanzi naIshe Jehovha pamusoro paEdhomu, “Takanzwa mashoko akabva kuna Jehovha, nhume yatumwa pakati pamarudzi ichiti, ‘Simukai, ngativamukire kuzorwa navo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvakaoneswa Obhadhiya. Zvanzi naTENZI Mwari nezveEdhomu takanzwa shoko richibva kuna TENZI uye nhumwa iri kutumwa mukati memarudzi ichiti, “Simukai, ngatimumukirei timurwise.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvakaoneswa Obhadhiya. Zvanzi naTENZI Mwari nezveEdhomu takanzwa shoko richibva kuna TENZI uye nhumwa iri kutumwa mukati memarudzi ichiti, “Simukai, ngatimumukirei timurwise.” Viz kapitola |