Numeri 9:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Taurira vaIsraeri kuti: ‘Mumwe wenyu kana zvizvarwa zvenyu kana vasvibiswa nokuda kwechitunha uye kana kuti vari parwendo, naivowo vangapemberera Pasika yaJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Kana mumŋe wenyu, kana waʋana ʋenyu, aciŋge aʋa usina‐kunaka nokuɗa kwecitunha, kana ɀimŋe ari kurwendo ruri kure, kunyaŋge ɀakaɗaro unofanira kutamba paseka yaJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Taura navana vaIsiraeri, uti, ‘Kana mumwe wenyu, kana wavana venyu, achinge ava usina kunaka nokuda kwechitunha, kana zvimwe ari kurwendo ruri kure, kunyange zvakadaro anofanira kutamba Pasika yaJehovha.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Taurira vaIsiraeri uchiti ani naani wenyu kana mumwe wechizvarwa chenyu anenge abata chitunha chikamun'oresa, nyangwe anenge ari kure, ari parwendo, kana achida kuchengeta Pasika yaTenzi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Taurira vaIsiraeri uchiti ani naani wenyu kana mumwe wechizvarwa chenyu anenge abata chitunha chikamun'oresa, nyangwe anenge ari kure, ari parwendo, kana achida kuchengeta Pasika yaTenzi, Viz kapitola |