Online Bible

- Reklamy -




Numeri 7:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Asi Mozisi haana kupa chinhu kuvanakomana vaKohati, nokuti vaifanira kutakura zvinhu zvitsvene pamapfudzi avo, iri ndiro raiva basa ravo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Asi haana‐kupa ʋanakomana ʋaKohati cinhu nokuti ndiʋo ʋakaŋga ʋaneɓasa reimba tȿene; ʋaifanira kuɀitakura pamafudzi aʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Asi haana kupa vanakomana vaKohati chinhu nokuti ndivo vakanga vane basa reimba tsvene; vaifanira kuzvitakura pamafudzi avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Asi hapana chaakapa vemhuri yokwaKohati nokuti ndivo vaiva nebasa rezvinhu zvinoera zvaifanira kutakurwa pamafudzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Asi hapana chaakapa vemhuri yokwaKohati nokuti ndivo vaiva nebasa rezvinhu zvinoera zvaifanira kutakurwa pamafudzi.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 7:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy