Numeri 7:42 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Pazuva rechitanhatu, Eriasafi mwanakomana waDheueri, mutungamiri wavanhu vokwaGadhi, akauya nechipiriso chake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Nezuʋa retanhatu Eriasafi, mŋanakomana waDeueri, mucinda waʋana ʋaGadi, wakaʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Nezuva retanhatu Eriasafi, mwanakomana waDheueri, muchinda wavana vaGadhi, akauya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Pazuva rechitanhatu racho, kwakauya Eriasafu mwanakomana waDheueri, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaGadhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Pazuva rechitanhatu racho, kwakauya Eriasafu mwanakomana waDheueri, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaGadhi. Viz kapitola |