Numeri 7:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Pazuva rechina, Erizuri mwanakomana waShedheuri, mutungamiri wavanhu vokwaRubheni, akauya nechipiriso chake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Nezuʋa recinna Erizuri, mŋanakomana waShedeuri, mucinda waʋana ʋaRubeni, wakaʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Nezuva rechina Erizuri, mwanakomana waShedheuri, muchinda wavana vaRubheni, akauya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Pazuva rechina racho, kwakauyawo Erizuru mwanakomana wavaShedheuru, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaRubheni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Pazuva rechina racho, kwakauyawo Erizuru mwanakomana wavaShedheuru, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaRubheni. Viz kapitola |