Numeri 6:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Haafaniri kuswedera pachitunha mazuva ose aakazvitsaurira kuna Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ŋgaarege kusweɗera kucitunha mazuʋa ose aanoɀitsaurira Jehova nawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ngaarege kuswedera kuchitunha mazuva ose aanozvitsaurira Jehovha nawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pamazuva iwayo ose aakazvipira kuna Tenzi ngaarege kusvika pedyo nechitunha, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pamazuva iwayo ose aakazvipira kuna Tenzi ngaarege kusvika pedyo nechitunha, Viz kapitola |