Numeri 5:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Kunyange zvakadaro hazvo, kana mukadzi uyo asina kuzvisvibisa uye akachena achasunungurwa pamhosva iyo uye achagona kubereka vana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi kana mukadzi uyo asina‐kuȿiɓiswa, akanaka hake, ucasunuŋgurwa hake, akaʋa nemimba ɀe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Asi kana mukadzi uyo asina kusvibiswa, akanaka hake, achasunungurwa hake, akava nemimbazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Asi kana mukadzi iyeyo asina kuzvin'oresa akachena, hapana chinomuwana, uye achava nembereko zvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Asi kana mukadzi iyeyo asina kuzvin'oresa akachena, hapana chinomuwana, uye achava nembereko zvake. Viz kapitola |