Online Bible

- Reklamy -




Numeri 5:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Anofanira kunwisa mukadzi uyu mvura inovava, inouyisa kutukwa, uye mvura iyi ichapinda maari igouyisa kutambudzika nokuvaviwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Ɀino unofanira kunwisa mukadzi mvura inoʋaʋisa, inoʋuyisa kutuka; mvura inoʋuyisa kutuka inofanira kupinda mukati make, imuʋaʋise.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Zvino anofanira kunwisa mukadzi mvura inovavisa, inouyisa kutuka inofanira kupinda mukati make, imuvavise.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Mupristi ngaamwise mudzimai mvura iyoyo inozhurungunda yokurengeresa. Mvura iyoyo yokurengeresa rushamba ichapinda maari igomurwadzisa zvakanyanya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Mupristi ngaamwise mudzimai mvura iyoyo inozhurungunda yokurengeresa. Mvura iyoyo yokurengeresa rushamba ichapinda maari igomurwadzisa zvakanyanya.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 5:24

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy