Numeri 5:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi kana wakatsauka iwe wakawanikwa nomurume wako uye ukazvisvibisa nokuvata nomumwe murume pachinzvimbo chomurume wako,” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 asi kana wakatsauka, uri pasi pomurume wako, ukaȿiɓiswa, mumŋe murume asati ari murume wako aciŋge aʋata newe, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 asi kana wakatsauka, uri pasi pomurume wako, ukasvibiswa, mumwe murume asati ari murume wako achinge akavata newe,’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi kana wakaita zvako zvounzenza, iwe uri mumaoko omurume wako, uyezve kana iwe wakazvin'oresa uchitorana nomumwe murume asiri murume wako, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi kana wakaita zvako zvounzenza, iwe uri mumaoko omurume wako, uyezve kana iwe wakazvin'oresa uchitorana nomumwe murume asiri murume wako, Viz kapitola |