Numeri 5:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mukadzi womunhu akatsauka, akasava akatendeka kwaari, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mukadzi womurume upi noupi akacinya, akamutadzira, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mukadzi womurume upi noupi akachinya, akamutadzira, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Udza vaIsiraeri izvi: Ngatiti mukadzi womunhu aita unzenza hwokusatendeka kumurume wake, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Udza vaIsiraeri izvi: Ngatiti mukadzi womunhu aita unzenza hwokusatendeka kumurume wake, Viz kapitola |