Numeri 4:40 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 vachiverengwa nedzimba dzavo nemhuri dzavo, vaisvika zviuru zviviri, namazana matanhatu namakumi matatu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari nemhuri dzaʋo nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋakaȿika ɀuru ɀiʋiri namazana matanhatu namakumi matatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 vakaverengwa kwavari nemhuri dzavo nedzimba dzamadzibaba avo, vakasvika zviuru zviviri namazana matanhatu namakumi matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzamadzibaba avo vaikwana zviuru zviviri namazana matanhatu ana makumi matatu avanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Pamhuri dzavo dzose nedzimba dzamadzibaba avo vaikwana zviuru zviviri namazana matanhatu ana makumi matatu avanhu. Viz kapitola |