Online Bible

- Reklamy -

Numeri 3:46 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Kuti udzikinure mazana maviri namakumi manomwe navatatu vamatangwe avaIsraeri,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Ɀino kuti udzikinure mataŋgwe anamazana maʋiri namakumi manomŋe namatatu aʋana ʋaIsraeri, ʋanopfuʋura ʋaRevi pakuwanda kwaʋo,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Zvino kuti udzikunure matangwe ana mazana maviri namakumi manomwe namatatu avana vaIsiraeri, vanopfuura vaRevhi pakuwanda kwavo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Zvino kuti udzikinure matangwe mazana maviri namakumi manomwe avaIsiraeri huri ihwo uwandi hwavanopfuura nahwo kuwanda kwakaita vaRevhi makumi manomwe navanhu vatatu. Naizvozvo vana vakapfuuridza ivavo ngavadzikinurwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Zvino kuti udzikinure matangwe mazana maviri namakumi manomwe avaIsiraeri huri ihwo uwandi hwavanopfuura nahwo kuwanda kwakaita vaRevhi makumi manomwe navanhu vatatu. Naizvozvo vana vakapfuuridza ivavo ngavadzikinurwe.

Viz kapitola kopírovat

Numeri 3:46

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy