Numeri 3:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ndiwo akanga ari mazita avanakomana vaAroni, ivo vaprista vakazodzwa, vakanga vagadzwa kuti vashumire savaprista. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndiwo mazita aʋanakomana ʋaAroni, ʋaprista ʋakazodzwa, ʋaakagadza kuti ʋashumire paɓasa roʋuprista. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Ndiwo mazita avanakomana vaAroni, vapristi vakazodzwa, vaakagadza kuti vashumire pabasa roupristi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Aya ndiwo mazita avana vaAroni vakagadzwa upristi vachiita zvokuzodzwa mafuta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Aya ndiwo mazita avana vaAroni vakagadzwa upristi vachiita zvokuzodzwa mafuta. Viz kapitola |