Numeri 2:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Rudzi rwaBhenjamini ndirwo ruchatevera. Mutungamiri wavanhu vokwaBhenjamini ndiAbhidhani mwanakomana waGidheoni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Norudzi rwaBenjamini: Abidani, mŋanakomana waGideoni, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaBenjamini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Norudzi rwaBhenjamini: Abhidhani, mwanakomana waGidheoni, ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaBhenjamini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kouyawo vedzinza raBhenjamini, mutungamiriri wedzinza raBhenjamini iri, anenge ari Abhidhani mwanakomana waGidheoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Kouyawo vedzinza raBhenjamini, mutungamiriri wedzinza raBhenjamini iri, anenge ari Abhidhani mwanakomana waGidheoni. Viz kapitola |