Numeri 2:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Boka rake rina vanhu vanosvika zviuru makumi mashanu nezvipfumbamwe, namazana matatu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ƃoka rake, naʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀipfumbamŋe namazana matatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Boka rake, navakaverengwa kwavari, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvipfumbamwe namazana matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Hondo yake sokuverengwa kwayakaitwa inenge iri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvipfumbamwe zvina mazana matatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Hondo yake sokuverengwa kwayakaitwa inenge iri vanhu makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvipfumbamwe zvina mazana matatu. Viz kapitola |