Online Bible

- Reklamy -

Numeri 2:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Kurutivi rwezasi kuchava namapoka emisasa yaRubheni ichange iri pasi pomureza wavo. Mutungamiri wavanhu vokwaRubheni ndiErizuri mwanakomana waShedheuri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Kurutiʋi rwezasi ndiko kunofanira kuʋa nomureza wemisasa yaRubeni, namapoka aʋo; Erizuri, mŋanakomana waShedeuri, ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaRubeni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Kurutivi rwezasi ndiko kunofanira kuva nomureza wemisasa yaRubheni, namapoka avo; Erizuri, mwanakomana waShedheuri, ndiye unofanira kuva muchinda wavana vaRubheni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Vachadzika matendhe avo nechokumaodzanyemba ndowomureza wamatendhe edzinza raRubheni, vachange vari muzvikwata nezvikwata zvavo. Mutungamiriri wedzinza raRubheni iri anenge ari Erizuru mwanakomana waShedheuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Vachadzika matendhe avo nechokumaodzanyemba ndowomureza wamatendhe edzinza raRubheni, vachange vari muzvikwata nezvikwata zvavo. Mutungamiriri wedzinza raRubheni iri anenge ari Erizuru mwanakomana waShedheuru.

Viz kapitola kopírovat

Numeri 2:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy