Online Bible

- Reklamy -




Numeri 17:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Fume mangwana Mozisi akapinda muTende reChipupuriro uye akaona kuti tsvimbo yaAroni, iyo yaiva yakamirira imba yaRevhi, yakanga isina kungobukira bedzi asi yakanga yatungira, yava namaruva uye yabereka maarimondi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Fume maŋgwana Mosesi akapinda mutente recipupuriro, ʋonei tȿimbo yaAroni yeimba yaRevi yakaŋga yaɓuka, yaʋa namaɓukira, yaɓuɗisa maruʋa, yaɓereka maamanda akaŋga aibva.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Fume mangwana Mosesi akapinda mutende rechipupuriro, onei tsvimbo yaAroni yeimba yaRevhi yakanga yabuka, yava namabukira, yabudisa maruva, yabereka maamanda akanga aibva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Mangwana acho Mosesi akapinda mutendhe rouchapupu wanei tsvimbo yaAroni wedzinza raRevhi yabukira yava nematungirwa yava nemaruva namaarimondi akaibva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Mangwana acho Mosesi akapinda mutendhe rouchapupu wanei tsvimbo yaAroni wedzinza raRevhi yabukira yava nematungirwa yava nemaruva namaarimondi akaibva.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 17:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy