Numeri 17:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Tsvimbo yomunhu wandichasarudza ichabukira mashizha, uye ndichagumisa kupopota uku kwavaIsraeri kuri kuramba kuripo pamusoro pako.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo munhu wandicatsaura, tȿimbo yake icaɓuka, kuti ndigumise kunyunyuta kwaʋana ʋaIsraeri kwaʋanokunyunyutira nako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo munhu andichatsaura, tsvimbo yake ichabuka, kuti ndigumise kunyunyuta kwavana vaIsiraeri kwavanokunyunyutira nako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tsvimbo yemunhu wandichasarudza ichabukira. Ndipo pandichapedza kunyunyuta kwaunoitirwa navaIsiraeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tsvimbo yemunhu wandichasarudza ichabukira. Ndipo pandichapedza kunyunyuta kwaunoitirwa navaIsiraeri.” Viz kapitola |