Online Bible

- Reklamy -

Numeri 16:40 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

40 sezvaakarayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi. Ichi chaiva chirangaridzo kuvaIsraeri chokuti hakuna munhu anofanira kupisira zvinonhuhwira pamberi paJehovha kunze kwechizvarwa chaAroni kuti aregere kuzofanana naKora navateveri vake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

40 kuti ciʋe ciraŋgaridzo kuʋana ʋaIsraeri, kuti mutorwa, usati ari worudzi rwaAroni, arege kusweɗera kuti apise ɀinonhuwira pamberi paJehova, arege kuzoitirwa saKora neɓoka rake; seɀakataura Jehova naye nomuromo waMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

40 kuti chive chirangaridzo kuvana vaIsiraeri, kuti mutorwa, asati ari worudzi rwaAroni, arege kusedera kuti apise zvinonhuwira pamberi paJehovha, arege kuzoitirwa saKora neboka rake; sezvakataura Jehovha naye nomuromo waMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

40 kuti chive chiyeuchidzo kuvaIsiraeri chokuti munhu wose asiri mupristi asiriwo wechizvarwa chokwAroni arege kuuya kuzopira Tenzi rusenzi nokuti zviya zvakawira Kora navamwe vake zvingavawirewo. Ndiwo mashoko akaudzwa Ereazari naTenzi achibva nokuna Mosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Numeri 16:40

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy