Numeri 16:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mozisi akati anzwa izvozvo, akawira pasi nechiso. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mosesi wakati aciɀinzwa, akawira pasi neciso cake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Mosesi akati achizvinzwa, akawira pasi nechiso chake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mosesi paakazvinzwa akati pasi zvambarara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mosesi paakazvinzwa akati pasi zvambarara. Viz kapitola |