Numeri 16:32 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 uye nyika ikashamisa muromo wayo ikavamedza, nenhumbi dzavo navanhu vose vaKora nezvinhu zvavo zvose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 nyika ikashamisa muromo wayo, ikaʋamedza, iʋo nemhuri dzaʋo, naʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari ʋaKora, nenhumbi dzaʋo dzose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 nyika ikashamisa muromo wayo, ikavamedza, ivo nemhuri dzavo, navanhu vose vakanga vari vaKora, nenhumbi dzavo dzose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Nyika yakashama muromo wayo, ikavamedza nedzimba dzavo navose vokwaKora nezvinhu zvavo zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Nyika yakashama muromo wayo, ikavamedza nedzimba dzavo navose vokwaKora nezvinhu zvavo zvose. Viz kapitola |