Online Bible

- Reklamy -




Numeri 16:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Kana varume ava vakafa savamwe vanhu uye vakasangana nezvinongoitika kuvanhu vose, ipapo Jehovha anenge asina kundituma.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Kana ʋarume aʋa ʋakafa saʋamŋe ʋanhu ʋose, kana ɀimŋe ʋakaȿikirwa neɀinoȿikira ʋamŋe ʋanhu ʋose, Jehova haana‐kundituma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Kana varume ava vakafa savamwe vanhu vose, kana zvimwe vakasvikirwa nezvinosvikira vamwe vanhu vose, Jehovha haana kundituma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 kana varume ava vakaita mafiro anongoitawo vamwe vose kana kuwirwa nenhamo dzinongowirawo vamwe vose, Tenzi haana kundituma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 kana varume ava vakaita mafiro anongoitawo vamwe vose kana kuwirwa nenhamo dzinongowirawo vamwe vose, Tenzi haana kundituma.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 16:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy