Online Bible

- Reklamy -




Numeri 15:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 uye vakamuchengeta mutorongo, nokuti vakanga vasingazivi zvaifanira kuitwa kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ʋakamuisa mutoroŋgo, nokuti kwakaŋga kusina‐kurebga ɀaaifanira kuitirwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Vakamuisa mutorongo, nokuti kwakanga kusina kurehwa zvaaifanira kuitirwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Vakamubata vakamuchengetedza nokuti vakanga vasati vaziva kuti vangaitei naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Vakamubata vakamuchengetedza nokuti vakanga vasati vaziva kuti vangaitei naye.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 15:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy