Numeri 15:19 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 uye mukadya zvokudya zvenyika iyo, munofanira kupa chikamu kuna Jehovha sechipiriso. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 kana modya ɀokudya ɀenyika, munofanira kupa Jehova cipiriso cinotsaurwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 kana modya zvokudya zvenyika, munofanira kupa Jehovha chipiriso chinotsaurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 mukange modya zvokudya zvemo, torai zvimwe mupire Tenzi mupiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 mukange modya zvokudya zvemo, torai zvimwe mupire Tenzi mupiro. Viz kapitola |