Numeri 14:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vakati kuungano yose yavaIsraeri, “Nyika yatakapfuura napakati payo tikaisora yakanaka kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 ʋakataura neʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, ʋakati: Nyika yatakapfuʋura napakati payo kuishora, inyika yakanaka kwaɀo‐kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 vakataura neungano yose yavana vaIsiraeri vakati, “Nyika yatakapfuura napakati payo kuisora, inyika yakanaka kwazvo‐kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Vakataurira mhomho yose yavaIsiraeri vachiti, “Nyika yatakaenda kundosora inyika yakanaka kwazvo kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Vakataurira mhomho yose yavaIsiraeri vachiti, “Nyika yatakaenda kundosora inyika yakanaka kwazvo kwazvo. Viz kapitola |