Numeri 14:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Asi kana vari vana venyu vamakati vachatapwa, ndichavapinza kuti vafare munyika yamaramba imi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Asi ʋana ʋenyu ʋamakati ʋacatapxa, ndiʋo ʋandicapinza; iʋo ʋacaziʋa nyika yamakaramba imi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Asi vana venyu vamakati vachatapwa, ndivo vandichapinza; ivo vachaziva nyika yamakaramba imi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Asi vana venyu vamati vachaitwa kanyama kanyama, ndivo vandichasvitsa ikoko. Vachaziva nyika yamakaramba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Asi vana venyu vamati vachaitwa kanyama kanyama, ndivo vandichasvitsa ikoko. Vachaziva nyika yamakaramba. Viz kapitola |