Numeri 14:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 “Ungano iyi icharamba ichindipopotera kusvikira riniko? Ndanzwa kunyunyuta kwavaIsraeri vokungopopota havo ava. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋuŋgano iyi yakaipa icaramba icindinyunyutira kuȿikira riniko? Ndakanzwa kunyunyuta kwaʋana ʋaIsraeri, kwaʋanondinyunyutira nako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 “Ungano iyi yakaipa icharamba ichindinyunyutira kusvikira riniko? Ndakanzwa kunyunyuta kwavana vaIsiraeri, kwavanondinyunyutira nako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Ko vanhu ava vakaipa vacharamba vachindinyunyutira kusvikira riniko? Kundinyunyutira kwavaIsiraeri ndakunzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 “Ko vanhu ava vakaipa vacharamba vachindinyunyutira kusvikira riniko? Kundinyunyutira kwavaIsiraeri ndakunzwa. Viz kapitola |