Online Bible

- Reklamy -

Numeri 14:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 ‘Jehovha anononoka kutsamwa, azere norudo uye anoregerera zvivi nokumukira. Kunyange zvakadaro haangaregi kuranga ane mhosva, anoranga vana nokuda kwechivi chamadzibaba kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechechina.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Jehova unononoka kutsamŋa, unenyasha huru, unokaŋganwira ɀakaipa nokuɗarika; haaŋgatoŋgopembedzi munhu unemhoȿa; unoroʋa ʋana nokuɗa kweɀakaipa ɀamadziɓaɓa aʋo, kuȿikira kurudzi rwecitatu norwecinna.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Jehovha anononoka kutsamwa, ane nyasha huru, anokanganwira zvakaipa nokudarika; haangatongopembedzi munhu ane mhosva; anorova vana nokuda kwezvakaipa zvamadzibaba avo, kusvikira kurudzi rwechitatu norwechina.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 ‘Imi Tenzi hamukurumidze kushatirwa. Mune mwoyo wakachena. Munoregerera zvitadzo, munoregererawo kukanganisa. Kunyange zvakadaro hamuzorega kuranga vana nezvizukuru pamusana pezvitadzo zvavabereki vavo kusvikira kuchizvarwa chavo chechitatu nechechina.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Numeri 14:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy