Online Bible

- Reklamy -




Numeri 14:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Kana mukauraya vanhu vose ava panguva imwe chete, ndudzi dzakanzwa mukurumbira uyu pamusoro penyu dzichati,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino kana mukaʋuraya ʋanhu aʋa ʋose‐ʋose, ndudzi dzaʋanhu, dzakanzwa mukurumbira wenyu, dzicataura, dziciti:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino kana mukauraya vanhu ava vose‐vose, ndudzi dzavanhu, dzakanzwa mukurumbira wenyu, dzichataura, dzichiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvino kana mukauraya vanhu venyu vose ndudzi dzakanga dzanzwa mukurumbira wenyu dzichati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Zvino kana mukauraya vanhu venyu vose ndudzi dzakanga dzanzwa mukurumbira wenyu dzichati,

Viz kapitola kopírovat




Numeri 14:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy