Numeri 13:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Takaona vaNefirimi (izvo zvizvarwa zvavaAnaki vanobva kuvaNefirimi) ikoko. Isu tainge mhashu pakuona kwedu, uye tainge takadarowo pakuona kwavo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Takaʋona’po ʋanhu ʋarefu, ʋana ʋaAnaki, ʋanobva paʋarefu; kana ticiɀifananidza, takaŋga takaita semhashu, ndoɀatakaŋga takaita kwaʋari ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Takaonapo vanhu varefu, vana vaAnaki, vanobva pavarefu; kana tichizvifananidza, takanga takaita semhashu, ndozvatakanga takaita kwavariwo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Takaonawo hofori dzavanhu vorudzi rwaAnakimu. Isu takanga takaita sehwiza ndiko kutiona kwavaitiita.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Takaonawo hofori dzavanhu vorudzi rwaAnakimu. Isu takanga takaita sehwiza ndiko kutiona kwavaitiita.” Viz kapitola |