Online Bible

- Reklamy -




Numeri 13:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Vakapa nhoroondo iyi kuna Mozisi: “Takaenda kunyika yamakatituma, uye inoerera mukaka nouchi! Hezvi zvibereko zvayo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ʋakamuʋudza, ʋakati: Takaenda kunyika iyo kwamakatituma; ɀirokwaɀo inoyerera mukaka noʋuci; iɀi ndiɀo ɀiɓereko ɀayo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Vakamuudza, vakati, “Takaenda kunyika iyo kwamakatituma; zvirokwazvo inoyerera mukaka nouchi; izvi ndizvo zvibereko zvayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Vakarondedzera Mosesi vachiti, “Takasvika kunyika yamakatituma. Ichokwadi kuti nyika iyoyo yakapfuma inoerera uchi nomukaka. Heino michero yayo yatauya nayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Vakarondedzera Mosesi vachiti, “Takasvika kunyika yamakatituma. Ichokwadi kuti nyika iyoyo yakapfuma inoerera uchi nomukaka. Heino michero yayo yatauya nayo.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 13:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy