Numeri 13:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mundoona kuti nyika yakadini uye kuti vanhu vanogarako vakasimba here kana kuti havana, vashoma here kana kuti vazhinji. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 mundoʋone‐nyika, kuti yakaɗiniko, naʋanhu ʋagere’mo, kana ʋanesimba, kana ʋasina, kana ʋari ʋashoma, kana ʋari ʋazhinji; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 mundoona nyika, kuti yakadiniko, navanhu vageremo, kana vane simba, kana vasina, kana vari vashoma, kana vari vazhinji; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Endai mundoona kuti nyika iyoyo yakaita sei, navanhu vageremo kuti vane simba here kana kwete, kuti vazhinji here kana kuti vashoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Endai mundoona kuti nyika iyoyo yakaita sei, navanhu vageremo kuti vane simba here kana kwete, kuti vazhinji here kana kuti vashoma. Viz kapitola |