Online Bible

- Reklamy -




Numeri 13:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Mozisi akati avatuma kundosora nyika yeKenani, akati kwavari, “Kwidzai mupinde nechokuNegevhi uye nomunyika yamakomo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Mosesi akaʋatuma kundoshora nyika yeKanani, akati kwaʋari: Endai nenzira iyi yeZasi, mukwire mumakomo;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKenani, akati kwavari, “Endai nenzira iyi yeZasi, mukwire mumakomo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKanani akati kwavari, “Endai nokuNegevhu uko mukwire kunyika yamakomo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Mosesi akavatuma kundosora nyika yeKanani akati kwavari, “Endai nokuNegevhu uko mukwire kunyika yamakomo.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 13:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy